Varoma 7:18 BDMCS

18 Ndinoziva kuti hapana chakanaka chinogara mandiri, imo munyama yangu. Nokuti ndine chido chokuita zvakanaka, asi handigoni kuzviita.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 7

Maonero Varoma 7:18 akapoteredza