Varoma 8:13 BDMCS

13 Nokuti kana muchirarama maererano nezvinodiwa nenyama, muchafa, asi kana muchirarama noMweya munouraya mabasa akaipa omuviri, uye muchararama,

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 8

Maonero Varoma 8:13 akapoteredza