30 Uye vaya vaakatemera kare, ndivo vaakadanawo; vaya vaakadana, ndivo vaakashayirawo mhosva; vaya vaakashayira mhosva, ndivo vaakakudzawo.
Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 8
Maonero Varoma 8:30 akapoteredza