1 Madzimambo 1:19 BDMCS

19 Abayira mombe dzakawanda, mhuru dzakakodzwa, namakwai, uye akoka vanakomana vose vamambo, Abhiatari muprista naJoabhu mutungamiri wamauto, asi haana kukoka Soromoni muranda wenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 1

Maonero 1 Madzimambo 1:19 akapoteredza