1 Madzimambo 1:25 BDMCS

25 Nhasi aburuka akandobayira mombe dzakawanda, mhuru dzakakodzwa, namakwai. Akoka vanakomana vose vamambo, vatungamiri vamauto naAbhiatari muprista. Izvozvi vari kudya nokunwa naye vachiti, ‘Mambo Adhoniya ngaararame makore akawanda!’

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 1

Maonero 1 Madzimambo 1:25 akapoteredza