1 Madzimambo 1:35 BDMCS

35 Zvino imi muchauya muchimutevera, kuti iye auye azogara pachigaro changu choushe, nokuti achava mambo panzvimbo pangu, uye ndamugadza kuti ave mutongi weIsraeri neJudha.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 1

Maonero 1 Madzimambo 1:35 akapoteredza