52 Zvino Soromoni akati, “Kana akazova munhu kwaye, hakuna rubvudzi rwomusoro wake ruchawira pasi; asi zvakaipa zvikawanikwa maari, achafa.”
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 1
Maonero 1 Madzimambo 1:52 akapoteredza