1 Madzimambo 11:11 BDMCS

11 Saka Jehovha akati kuna Soromoni, “Sezvo aya ari iwo mafungiro ako uye usina kuchengeta sungano yangu nemitemo yangu yandakakurayira, zvirokwazvo ndichabvarura umambo uhu ndichihubvisa kwauri ndigohupa kuno mumwe wavaranda vako.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 11

Maonero 1 Madzimambo 11:11 akapoteredza