1 Madzimambo 11:31 BDMCS

31 Ipapo akati kuna Jerobhoamu, “Zvitorere zvipenga gumi, nokuti zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri, ‘Tarira, ndichabvarura umambo kubva muruoko rwaSoromoni ndigokupa marudzi gumi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 11

Maonero 1 Madzimambo 11:31 akapoteredza