1 Madzimambo 11:36 BDMCS

36 Ndichapa mwanakomana wake rudzi rumwe chete kuitira kuti Dhavhidhi muranda wangu arambe ane mwenje nguva dzose pamberi pangu muJerusarema, guta randakasarudza kuisa Zita rangu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 11

Maonero 1 Madzimambo 11:36 akapoteredza