4 Zvino Soromoni akati akwegura, vakadzi vake vakatsausa mwoyo wake akatevera vamwe vamwari, uye mwoyo wake wakanga usina kuzvipira zvizere kuna Jehovha Mwari wake, sezvakanga zvakaita mwoyo waDhavhidhi baba vake.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 11
Maonero 1 Madzimambo 11:4 akapoteredza