1 Madzimambo 12:20 BDMCS

20 VaIsraeri vose pavakanzwa kuti Rehobhoamu akanga adzoka, vakatuma nhume kuti iuye kwakanga kwakaungana vanhu, vakabva vamuita mambo weIsraeri yose. Rudzi rwaJudha chete ndirwo rwakaramba ruchishandira imba yaDhavhidhi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 12

Maonero 1 Madzimambo 12:20 akapoteredza