1 Madzimambo 12:27 BDMCS

27 Kana vanhu ava vakakwira kumusoro kundobayira zvibayiro kutemberi yaJehovha muJerusarema, vachazozvipira zvakare kuna ishe wavo, Rehobhoamu. Vachandiuraya vagodzokera kuna Mambo Rehobhoamu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 12

Maonero 1 Madzimambo 12:27 akapoteredza