8 Asi Rehobhoamu akaramba zano raakanga apiwa navakuru akandobvunza majaya ezera rake aakanga akura nawo, avo vakanga vava kumushandira.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 12
Maonero 1 Madzimambo 12:8 akapoteredza