1 Madzimambo 13:26 BDMCS

26 Muprofita akanga amudzosa parwendo rwake paakazvinzwa, akati, “Ndiye munhu waMwari asina kuteerera shoko raJehovha. Jehovha amupa kushumba, iyo yamubvambura nokumuuraya, sokumuyambira kwakanga kwaita shoko raJehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 13

Maonero 1 Madzimambo 13:26 akapoteredza