28 Ipapo akaenda akandoona mutumbi wakakandwa panzira, mbongoro neshumba zvakamira parutivi pawo. Shumba yakanga isina kudya mutumbi kana kubvambura mbongoro.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 13
Maonero 1 Madzimambo 13:28 akapoteredza