1 Madzimambo 14:17 BDMCS

17 Ipapo mukadzi waJerobhoamu akasimuka akaenda, akasvika kuTiza. Achingoti tsikei pachikumbaridzo cheimba, mwanakomana akabva afa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 14

Maonero 1 Madzimambo 14:17 akapoteredza