1 Madzimambo 14:2 BDMCS

2 uye Jerobhoamu akati kumukadzi wake, “Enda undozvivanza, kuti urege kuzivikanwa kuti ndiwe mukadzi waJerobhoamu. Ipapo ugoenda kuShiro. Ahija muprofita ariko ikoko, uya akandiudza kuti ndichava mambo wavanhu ava.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 14

Maonero 1 Madzimambo 14:2 akapoteredza