1 Madzimambo 14:22 BDMCS

22 VaJudha vakaita zvakaipa pamberi paJehovha. Vakamutsa godo rake, kupfuura zvakaitwa namadzibaba avo, nezvivi zvavakaita.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 14

Maonero 1 Madzimambo 14:22 akapoteredza