1 Madzimambo 15:17 BDMCS

17 Bhaasha, mambo weIsraeri, akaenda kundorwa neJudha, akasimbisa Rama kuti adzivise ani naani zvake kubuda kana kupinda munyika yaAsa mambo weJudha.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 15

Maonero 1 Madzimambo 15:17 akapoteredza