1 Madzimambo 15:22 BDMCS

22 Ipapo Mambo Asa akarayira Judha yose, hapana akasiyiwa, ivo vakatora kubva kuRama matombo namatanda akanga achishandiswa naBhaasha ikoko. Mambo Asa akaashandisa kuvaka Gebha muBhenjamini, neMizipawo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 15

Maonero 1 Madzimambo 15:22 akapoteredza