1 Madzimambo 15:7 BDMCS

7 Kana zviri zvimwe zvinhu zvakaitika panguva yokutonga kwaAbhija, nazvose zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzegore negore dzamadzimambo aJudha? Pakati paAbhija naJerobhoamu pakanga pane hondo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 15

Maonero 1 Madzimambo 15:7 akapoteredza