1 Madzimambo 16:16 BDMCS

16 VaIsraeri vakanga vari kumisasa pavakanzwa kuti Zimuri akanga amukira mambo akamuuraya, vakagadza Omuri mutungamiri wehondo, kuti ave mambo weIsraeri musi iwoyo mumusasa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 16

Maonero 1 Madzimambo 16:16 akapoteredza