18 Zimuri paakaona kuti guta rakanga ratorwa, akaenda kunhare yomuzinda wamambo akabva azvipisira mumuzinda. Naizvozvo akafa,
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 16
Maonero 1 Madzimambo 16:18 akapoteredza