1 Madzimambo 16:26 BDMCS

26 Akafamba munzira dzose dzaJerobhoamu mwanakomana waNebhati nomuchivi chake, chaakaita kuti Israeri iite, zvokuti vakaita kuti Jehovha, Mwari waIsraeri, atsamwe nokuda kwezvifananidzo zvavo zvisina maturo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 16

Maonero 1 Madzimambo 16:26 akapoteredza