29 Mugore ramakumi matatu namasere raAsa, mambo weJudha, Ahabhu, mwanakomana waOmuri, akava mambo weIsraeri, uye akatonga Israeri muSamaria kwamakore makumi maviri namaviri.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 16
Maonero 1 Madzimambo 16:29 akapoteredza