31 Akazviona zviri zvinhu zvidiki kuita zvivi zvaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, uye pamusoro pezvo akawana Jezebheri mwanasikana waEtibhaari mambo wavaSidhoni, akatanga kushandira Bhaari uye akamunamata.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 16
Maonero 1 Madzimambo 16:31 akapoteredza