1 Madzimambo 16:34 BDMCS

34 Munguva yaAhabhu, Hieri wokuBheteri akavakazve Jeriko. Mwanakomana wake wedangwe, Abhiramu, akafa paakavaka hwaro hweguta, uye mwanakomana wake wegotwe Segubhi akafa paakamisa masuo aro, sezvazvakarehwa neshoko raJehovha naJoshua mwanakomana waNuni.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 16

Maonero 1 Madzimambo 16:34 akapoteredza