1 Madzimambo 16:9 BDMCS

9 Zimuri, mumwe wamachinda ake, aitungamirira hafu yengoro dzake, akamumukira. Era akanga ari muTiza panguva iyoyo, achidhakwa zvake pamba paAza, murume aichengeta muzinda wamambo paTiza.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 16

Maonero 1 Madzimambo 16:9 akapoteredza