1 Madzimambo 17:23 BDMCS

23 Eria akatora mwana akamutakura achibuda mumba maakanga ari akaenda naye mumba huru. Akamupa kuna mai vake akati, “Tarirai, mwanakomana wenyu mupenyu!”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 17

Maonero 1 Madzimambo 17:23 akapoteredza