13 Ishe wangu, hamuna kunzwa here zvandakaita, Jezebheri paakanga achiuraya vaprofita vaJehovha? Ndakaviga vaprofita vaJehovha zana mumapako maviri, makumi mashanu mune rimwe nerimwe uye ndakavapa kudya nemvura.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 18
Maonero 1 Madzimambo 18:13 akapoteredza