1 Madzimambo 18:24 BDMCS

24 Ipapo mudane kuzita ramwari wenyu, uye ini ndichadana kuzita raJehovha. Mwari achapindura nomoto ndiye Mwari.” Ipapo vanhu vose vakati, “Zvawataura zvakanaka.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 18

Maonero 1 Madzimambo 18:24 akapoteredza