32 Akashandisa mabwe aya kuvaka aritari muzita raJehovha, uye akachera mugero waipoteredza aritari wakanga wakakura zvokuti waikwana maseya maviria embeu.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 18
Maonero 1 Madzimambo 18:32 akapoteredza