1 Madzimambo 18:36 BDMCS

36 Panguva yechibayiro, muprofita Eria akaenda pamberi akanamata akati, “Haiwa Jehovha, Mwari waAbhurahama, Isaka naIsraeri, ngazvizivikanwe nhasi kuti ndimi Mwari munyika yeIsraeri uye kuti ini ndiri muranda wenyu, uyewo kuti ndaita zvinhu zvose izvi sezvamakandirayira.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 18

Maonero 1 Madzimambo 18:36 akapoteredza