42 Saka Ahabhu akaenda kundodya nokunwa, asi Eria akakwira pamusoro pegomo reKarimeri, akakotamira pasi akaisa chiso chake pakati pamabvi ake.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 18
Maonero 1 Madzimambo 18:42 akapoteredza