1 Madzimambo 18:44 BDMCS

44 Kechinomwe muranda akati, “Gore duku rakaenzana nechanza chomunhu riri kukwira richibva mugungwa.”Saka Eria akati, “Enda undoudza Ahabhu kuti, ‘Sunga ngoro yako uburuke usati wadzivirirwa nemvura.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 18

Maonero 1 Madzimambo 18:44 akapoteredza