12 Mushure mokudengenyeka kwenyika kwakauya moto, asi Jehovha akanga asiri mumoto. Uye shure kwomoto akanzwa inzwi richitaura nakazevezeve kakapfava.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 19
Maonero 1 Madzimambo 19:12 akapoteredza