1 Madzimambo 19:14 BDMCS

14 Akapindura akati, “Ndakanga ndichishingairira Jehovha Mwari Wamasimba Ose kwazvo. VaIsraeri vakaramba sungano yenyu, vakaputsa aritari dzenyu, uye vakauraya vaprofita venyu nomunondo. Ndini ndoga ndasara, zvino vava kuedza kundiurayawo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 19

Maonero 1 Madzimambo 19:14 akapoteredza