1 Madzimambo 19:4 BDMCS

4 iye pachake akafamba rwendo rwezuva rimwe chete achipinda mugwenga. Akasvika pamuti womurara, akagara pasi pawo akanamata kuti achifa. Akati, “Zvaringana hazvo, Jehovha. Chitorai upenyu hwangu; handipfuuri madzitateguru angu pakururama.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 19

Maonero 1 Madzimambo 19:4 akapoteredza