6 Akatarisa-tarisa, akaona chingwa chakanga chabikwa pamazimbe omoto pedyo nomusoro wake, nechirongo chemvura. Akadya, akanwa, akabva arara zvakare.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 19
Maonero 1 Madzimambo 19:6 akapoteredza