1 Madzimambo 2:13 BDMCS

13 Zvino Adhoniya, mwanakomana waHagiti, akaenda kuna Bhatishebha, mai vaSoromoni.Bhatishebha akamubvunza akati, “Ko, wauya norugare here?”Iye akapindura akati, “Hongu, norugare.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 2

Maonero 1 Madzimambo 2:13 akapoteredza