1 Madzimambo 2:15 BDMCS

15 Iye akati, “Sezvamunoziva, umambo hwaiva hwangu. VaIsraeri vose vaitarisira kuti ndichatonga. Asi zvinhu zvakashanduka, umambo hukaenda kumunun'una wangu; nokuti hwakava hwake nokuda kwaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 2

Maonero 1 Madzimambo 2:15 akapoteredza