1 Madzimambo 2:22 BDMCS

22 Mambo Soromoni akapindura mai vake akati, “Sei muchikumbirira Adhoniya, Abhishagi muShunami? Mungatomukumbirirawo umambo, zvaari mukoma wangu, mumukumbirire iye naAbhiatari muprista, naJoabhu mwanakomana waZeruya.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 2

Maonero 1 Madzimambo 2:22 akapoteredza