30 Saka Bhenaya akapinda mutende raJehovha akati kuna Joabhu, “Zvanzi namambo, ‘Buda.’ ”Asi iye akapindura akati, “Kwete, ndichafira pano.”Bhenaya akandoti kuna mambo, “Aya ndiwo mapindurirwo andaitwa naJoabhu.”
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 2
Maonero 1 Madzimambo 2:30 akapoteredza