34 Naizvozvo Bhenaya mwanakomana waJehoyadha akaenda akandouraya Joabhu, akavigwa muguva rake murenje.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 2
Maonero 1 Madzimambo 2:34 akapoteredza