1 Madzimambo 2:8 BDMCS

8 “Rangarira kuti unayewo Shimei, mwanakomana waGera, muBhenjamini wokuBhahurimu, uyo akandituka zvakaipa kwazvo musi wandakaenda kuMahanaimu. Paakadzika kuzosangana neni paJorodhani, ndakapika kwaari naJehovha ndikati, ‘Handisi kuzokuuraya nomunondo.’

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 2

Maonero 1 Madzimambo 2:8 akapoteredza