1 Madzimambo 20:10 BDMCS

10 Saka Bheni-hadhadhi akatumira rimwe shoko kuna Ahabhu achiti, “Vamwari ngavaitewo kwandiri, vanyanyise kudaro, kana guruva ringakwana kupa mumwe nomumwe wamauto angu kuti azadze chanza chake rikasara muSamaria.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 20

Maonero 1 Madzimambo 20:10 akapoteredza