1 Madzimambo 20:17 BDMCS

17 Majaya amachinda omumatunhu ndiwo akatanga kuenda.Zvino Bheni-hadhadhi akanga atuma vashori uye vakamuudza kuti, “Kune mauto ari kubva kuSamaria.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 20

Maonero 1 Madzimambo 20:17 akapoteredza