1 Madzimambo 20:28 BDMCS

28 Munhu waMwari akauya akaudza mambo weIsraeri kuti, “Zvanzi naJehovha, ‘Nokuda kwokuti vaAramu vanofunga kuti Jehovha ndimwari wamakomo, uye kuti haasi mwari wemipata, ndichaisa hondo huru huru iyi mumaoko ako, uye uchaziva kuti ndini Jehovha.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 20

Maonero 1 Madzimambo 20:28 akapoteredza