1 Madzimambo 20:30 BDMCS

30 Vakasara vakatizira kuguta reAfeki, uko kwakandowira rusvingo pamusoro pezviuru makumi maviri nezvinomwe zvavo. Uye Bheni-hadhadhi akatizira kuguta akandohwanda muimba yomukati.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 20

Maonero 1 Madzimambo 20:30 akapoteredza